Chakaipaa

Mai Assnut vakawanikwa vakarara nechikomba sakachikomba chakada kutiza zvikanzi na Mai Assnut usatya hako murume wangu haambokuone anenge akadhakwa sakavakarara vese vari3 pamubhedha Cde vakazobvunza kuti ndirikuona makumbo 6 mamwe ndeani zvikanzi na Mai Assnut makumbo i4 ende makadhakwa burukai muverenge makamira Cde vakaburuka ndokuverenga vakamira nechekudoor zvikanzi sure makumbo i 4 ndanga ndatotsamwa.

😂😂😂😂😂😂😂😂😂

No comments:

Post a Comment