Mumwe muface ndokukwira bhazi
achienda
kumusha.
Yasvika nguva yekuti vanhu
vachibhadhara bhazi
iye ndokuti ndokupai ndakudzika nekuti
ndaka manidzirwa pandaka gara.
Bhazi rafamba ndoku daidzira bus
stop yake ,
kwakuburuka achimhanya akananga
musango apo hwaiva husiku .
Conductor akati wakaijaidzwa ndoku
tevera achimhanyisa
. Muface uye akati amhanya asvika
panemakuva ndokutanga kudeedzeera
zvikanzi "sekuru ndauya nenyama yenyu!!!!
Conductor vachinzwa izvi vakango
rova U-turn
vakananga kubhazi
Mface ndokusara achisekerera hake
akazembera muti. Pasina nguva ndokunzwa izwi
raibva mumuti imomo richiti "iripi
nyama yacho?"
Ndiye akazomanya kudarika
conductor achipinda
mubhazi makare.
Facebook.com/MAXYKAY.PRO
achienda
kumusha.
Yasvika nguva yekuti vanhu
vachibhadhara bhazi
iye ndokuti ndokupai ndakudzika nekuti
ndaka manidzirwa pandaka gara.
Bhazi rafamba ndoku daidzira bus
stop yake ,
kwakuburuka achimhanya akananga
musango apo hwaiva husiku .
Conductor akati wakaijaidzwa ndoku
tevera achimhanyisa
. Muface uye akati amhanya asvika
panemakuva ndokutanga kudeedzeera
zvikanzi "sekuru ndauya nenyama yenyu!!!!
Conductor vachinzwa izvi vakango
rova U-turn
vakananga kubhazi
Mface ndokusara achisekerera hake
akazembera muti. Pasina nguva ndokunzwa izwi
raibva mumuti imomo richiti "iripi
nyama yacho?"
Ndiye akazomanya kudarika
conductor achipinda
mubhazi makare.
Facebook.com/MAXYKAY.PRO
Pullooo
Kkkkkkk gys ndakwara nekuseka
Send this to 10 people
Kkkkkkk gys ndakwara nekuseka
Send this to 10 people
No comments:
Post a Comment