(1) Gardenboy anodiridza kuchinaya
(2) Housegirl anospraya perfume achida kutohwa card
(3) hwindi anoshevedzera kuty 1 asara iyo kombi isina munhu
(4) Raster anodzora volume achida kusender msg
(5)Muninja anubvunzwa kuty date nhac ndiani oti handizivi zvekuno ndobva kuMasvingo
(6) muface unoita nharo nyaya isati yatauhwa
(7) Babie rinoseka risina kunzwa rozobvunza kuty watii
(8) Raster anoHIRE TAX ye$5 kundotora 5 rand yaasiya kumba
(9) Ambuya vanosunga dhuku vachida kutaura nemukuwasha pa4ne
kkkkkkkk share with others....😂😂😂😂..dead laughing. ..😂😂😂😂...l can't handle
No comments:
Post a Comment